


football lover,player,analyst Dynamos,man utd and real madrid supporter Gaffer TID


Isusu takararama nguva dzebluetooth nema mp3 tisina maphone anoenda payoutube Pane mamwe masong arasta ekuti haatoripo paspotify akatoti ohh the likes of bhach nejean sando dzangu Not kuti youtube haina basa bt he would have worried kana mashows vanhu vasingauye
Mune point but understand one thing, mafans egafa akawanda acho tisu vaye vakabva naye kare zvema streams Zvisati zvachinhu muZim. Team iri ndo riya richiri kuchengeta music muphone. Ana Spragga varikupisira this young gen ende roziva zve online

Kumhanya kuripo macheso Rwendo rwekudenga Mashall Mweya waMwari Dhehwa Bvumavaranda dhehwa
Hameno kuti iwe unotii but I’ll say: 1. Baba by Macheso 2. Kudai uriwe by Ketai 3. Raramiro by Macheso 4. Makandidana by Macheso 5. Gamba by Hosiah Chipanga 6. Yarutso by Leonard Zhakata 7. Kundiso by Leonard Zhakata 8. Handidi navo by Tongai Moyo 9. Zimbe remoto by Paul Matavire 10. Samatenga by Simon Chimbetu 11. Pfuma huru by Hosiah Chipanga 12. Zvinoita murudo by Tongai Moyo 13. Chibingaidzo by Leonard Zhakata 14. Hupenyu mutoro by Leonard Zhakata 15. Handirambe/Kupinda denga by Paul Matavire

What is the first question inovhunzwa nema ghetto yut kana mufesi wavo arambwa?


open.spotify.com/album/0CflH… Horaiti kwacho endai ikoko bt kuno handibve

I dont understand Pedro neto at all

Unenge wajaira kutamba naHakimi nature yokuti tamba naDalot🤦🤦

😂😂😂😂😂iiiii
Mwari havazokuipii zvese, imagine nekugona maslogan kweZANU dai yakazopiwa capacity yekudeliver... chero tiri pakati pebonde vaipinda vomboti "Zvomorai... chimbotangai mati ED huchi!!!!"😭😭😂

This women is flirting with me in a professional space, if I'm wrong and I flirt back that would be unprofessional from my end but if I don't flirt back I might miss my shot of having a soulmate 😑😑😑😑

Short iri ndorainzi reipapo hre
How is a 50yrs old man still able to move like this? , nah Ronaldinho is the real GOAT 🇧🇷🪄 🐐

Ahhhh akomana 😂😂😂😂
Asvika Wicknell, kusvika nekugarira macontainer emvura, aputika

Winky D is the chosen one. Not by chance, but by destiny. He was chosen to carry the voice of the people, to speak truth through music, and to lead a generation. There is only one Gaffa

Crazy staff🔥🔥🔥 Tichikorobhera kwete zvekunyepa
When talent meets technique, this is what happens 🔥🔥🔥🙌🏾⚽️ Crazy stuff from @Captainmanoz Shot by @SpecialZw Sponsored by @Renoit_pvt_ltd @raphagadgets2


When talent meets technique, this is what happens 🔥🔥🔥🙌🏾⚽️ Crazy stuff from @Captainmanoz Shot by @SpecialZw Sponsored by @Renoit_pvt_ltd @raphagadgets2